Key F {| m:-:-|d:r :m|f:-: 1, | m :-: r |}
1
Jesu anokudana,
Mushatiwo,
Eya unokudana,
Mushatiwo.
Nguva ichakanaka,
Mushatiwo,
Inguva yako zvino,
Mushatiwo.
2
Unoponeswa ngenyi,
Mushatiwo?
Unozokuzorodza.
Mushatiwo,
Aakuchengedzi Jesu,
Mushatiwo,
Unozokupa pfuma.
Mushatiwo.
3
Izwa, achakudana,
Mushatiwo,
Unokupa utende,
Mushatiwo,
Kwekare echidana,
Mushatiwo,
Nazvino uchadana,
Mushatiwo.