71 NDIDETSE NDICHENE

Key F {| m:-:- | m :r :m | f :-:- | m :-:-|}

1

Ndidetse ndichene
Reketa naMwari.
Tigare naye; ndidzidzise
Shamwari dzaJesu ndoiyana
Ndidetsere vanhu vasingamuzii.

2

Ndidetse, ndichene
Nyika inopinda
Tiite nguva, tikumbire
Ndechimuringira,
ndimutodze
Vanhu vamuona Mambo
Jesu.

3

Ndidetse, ndichene
Aite mukweyi
Usatungamira Jesu Mambo
Wechitambudzika,
muringire
Teera M'ponesi, timugonde.

Previous <<< Index >>> Next